VOICE OF AMERICA Shona

Mavara Chete
Search

Sarudzo dzeBy-Elections Dzounza Mutauro


20/10/2008
Nyaya na Arthur Chigoriwa - Download (MP3) audio clip
Nyaya na Arthur Chigoriwa - Teererai (MP3) audio clip
Hurukuro naVaGeorge Chiweshre - Download (MP3) audio clip
Hurukuro naVaGeorge Chiweshre - Teererai (MP3) audio clip
Hurukuro naMai Rindai Chipfunde Vava - Download (MP3) audio clip
Hurukuro naMai Rindai Chipfunde Vava - Teererai (MP3) audio clip

Pane kusawirirana kukuru muZANU-PF mudunhu reMashonaland West pamusoro penyaya yekutsvaga munhu anofanirwa kumirira bato iri musarudzo yaseneta achange achimirira ZANU-PF muChegutu.

Sekutaura kuri kuita mutori wedu wenhau, Arthur Chigoriwa, makakatanwa aya anotevera kudomwa kwaMai Edna Madzongwe semutungamiri wedare reseneti.

Gadziriro yesarudzo dzema by-elections iri kuenderera mberi munzvimbo nhanhatu, zvisinei nekuti masangano anoongorora sarudzo, ari kugunun’una nenguva iri kuda kuitwa sarudzo idzi.

Sarudzo idzi dzakatarisirwa kuitwa ku Guruve North, Gokwe-Gumunyu, Matobo North, Chegutu, neGokwe South.

Sachigaro ve Zimbabwe Electoral Commission, VaGeorge Chiweshe, vanoti kunyange hazvo vasati vatara zuva resarudzo idzi, vari kuenderera mberi nekugadzirira sarudzo idzi, vachitevedzera zvinodiwa nemutemo wesarudzo.

Mutori wenhau weStudio 7, Carole Gombakomba, aita hurukuro naVaChiweshe avo vanoti vari kugadzirira sarudzo idzi, zviri kuenderana nemutemo wesarudzo kwete kutevedzera zvakawiriranwa nevemapato ezvematongerwo enyika.

Ukuwo National Director ve Zimbabwe Election Suppport Network, Amai Rindai Chipfunde –Vava, vanoti dai sarudzo idzi dzambomira kuitwa.

Mai Chipfunde–Vava vaudza Carole Gombakomba weStudio7 kuti sarudzo idzi dzinogona kuunza mhirizhonga munyika sezvakaita pasarudzo yerun-off yemutungamiri wenyika.

 

Dzimwe Nhau Kubva ku Studio7...

emailme.gif Tumira Nyaya Iyi Netsambambozha
printerfriendly.gif Mamiriro Azvinoita Zvadhindwa

  Nyaya Huru Yanhasi
VaTsvangirai neMDC Yavo Vanopinda Mudare reMakurukota  Audio Clip Available

  Dzimwe Nhau Dze Studio7
VaHitschmann Vopa Humbowo paMhosva Iri Kupomerwa Va Bennett  Audio Clip Available
GAPWUZ Inoburitsa Firimu Rine Kutambura kweNhengo Dzayoi  Audio Clip Available
VaBiti Votaura Pamusoro peRBZ  Audio Clip Available
Zimbabwe Rugby Union Yotsvaga Rubatsiro kuHurumende  Audio Clip Available
VaMugabe Voramba Vakaomesa Musoro  Audio Clip Available
Mutemo wePOSA Wakabviswa Woshandiswa Pana VaBennett
Mangoda emuZimbabwe Onetsa muKimberly Process  Audio Clip Available
WOZA Inowana Mubairo weRobert  F. Kennedy  Audio Clip Available
Mapurisa Anosunga Vadzidzi vepa Bindura University  Audio Clip Available
VaTsvangirai Vanoti Zvose Zvasara Zvichagadziriswa  Audio Clip Available
Kutongwa kwaVaBennett Kunotanga muHarare  Audio Clip Available
Mapurisa Anosunga Nhengo dzeZCTU  Audio Clip Available
SADC Inopa VaZuma Mutoro weKugadzirisa Nyaya yeZimbabwe  Audio Clip Available
Dynamos Football Club Yotungamira muMakwikwi ePSL  Audio Clip Available
CFU Inoti Nhengo Dzayo Dziri Kushungurudzwa  Audio Clip Available
Makambani Oendesana kuMatare neNyaya yeMangoda  Audio Clip Available
VaTsvangirai Vanotarira VaMugabe Nguva yeKugadzirisa Zvinhu  Audio Clip Available
Zimbabwe Yoita zveMangoda Yakadzvokorwa neKimberly Process  Audio Clip Available
Zimbabwe Cricket Under 19 Yonanga kuBangladesh  Audio Clip Available
Veruzhinji Votarisira  SADC Kupedza Gakava reZimbabwe  Audio Clip Available
SADC Troika Yozeya Nyaya yeZimbabwe kuMaputo  Audio Clip Available
Zimbabwe Yotsika Madziro paNyaya yeMangoda  Audio Clip Available
Hurumende Inoti Haina Mari yeKubatsira Varimi  Audio Clip Available
CZI: Makakatanwa Ovhiringa Hupfumi hweNyika  Audio Clip Available
COSAFA Yosimudza Mureza weZimbabwe  Audio Clip Available
MDC T Inoramba Zvakare Kupinda muMusangano weMakurukota  Audio Clip Available
Zanu PF Yotyisidzira Masangano Anopa Rubatsiro Mumaruwa  Audio Clip Available
Nyaya yeMangoda Yonetsa kuNamibia  Audio Clip Available
Chikwata cheBangladesh Chinokunda Zimbabwe Cricket  Audio Clip Available
SADC Yotarisirwa Kuita Musangano weKuzeya Zimbabwe neChina  Audio Clip Available
Kimberly Process Yokurudzirwa Kufuratira Zimbabwe  Audio Clip Available
Masangano Akazvimirira Oga Anotadza Kusangana  naVaKabila  Audio Clip Available
ZIFA Yorova Bembera neMafambiro Akaita 2009 COSAFA  Audio Clip Available