VOICE OF AMERICA Shona

Mavara Chete
Search

SADC Yoita Chipatapata Kugadzirisa Nyaya yeZimbabwe


08/05/2008
Hurukuro naVaNelson Chamisa - Download (MP3) audio clip
Hurukuro naVaNelson Chamisa - Teererai (MP3) audio clip

SADC inoti iri kuyedza kugadzirisa dambudziko ratarisana neZimbabwe, kunyange hazvo zviri pachena kuti mhirizhonga yave kuramba ichipararira nenyika. Bato reMDC rinoti kusvika pari zvino, pafa vanhu vanodarika makumi matatu mumhirizhonga.

Mutungamiri weAngola, VaJose Eduardo Dos Sanatos, vakatuma chikwata cheSADC Organ on Politics and Defence, kuti chinotaura naVaMugabe, VaLevy Mwanawasa mutungamiri weZambia, uye vari sachigaro weSADC, kusanganisira nemutungamiri weSouth Africa, VaThabo Mbeki, avo vanova mutongi gava panyaya yeZimbabwe.

 Nyika nhatu dzemuSADC dziri kubata nyaya yeZimbabwe, dzinosanganisira Angola, Swaziland neTanzania. Chikwata ichi chiri kusanganisawo executive secretary weSADC, VaTomaz Salamao. VaSalamao vaudza Studio 7 kuti vakatotumirawo chikwata chenyanzvi kunoongorora mhirizhonga iri kuitika munyika.

 VaSalamao vati vari kuda kuti ZEC iite sarudzo dzerun-off nechimbichimbi.

Vatiwo vange vachidisa kutaura nemutungamiri weMDC, VaMorgan Tsvangirai, avo vange vachitarisirwawo kuenda kuAngola kunoita hurukuro naVaDos Santos.

South Africa yakatumirawo chimwe chikwata kunoongorora nyaya yemhirizhonga uye chikwata ichi chinonzi change chiri kuChiweshe neChina uko kunonzi kwakapondwa vanhu gumi nemumwe mumazuva apfuura.

Mutauriri weMDC, VaNelson Chamisa, vaudza mutori wenhau Blessing Zulu weStudio 7 kuti hapana shanduko kubva zvanzi SADC iri kuongorora nyaya yemhirizhonga.

Dzimwe Nhau Kubva kuStudio 7....

emailme.gif Tumira Nyaya Iyi Netsambambozha
printerfriendly.gif Mamiriro Azvinoita Zvadhindwa

  Nyaya Huru Yanhasi
VaTsvangirai Voramba Vakatsika Madziro  Audio Clip Available

  Dzimwe Nhau Dze Studio7
Chirwere che Cholera Chopararira muChitungwiza  Audio Clip Available
VaMwanawasa Vanovigwa Zvine Chiremera muZambia  Audio Clip Available
Varairidzi Vanoti Vakatanga neChipiri Kuramwa Mabasa  Audio Clip Available
Masangano Ozeya Zvinoreva Mutemo Mutsva  Audio Clip Available
Veruzhinji Voomerwa neHupenyu Sezvo Nyika Yaparara  Audio Clip Available
AU: Nhaurirano Ngadzipetwe, Masimba Ogovanwa Nemazvo  Audio Clip Available
Hurumende Yovhiringidza Kugadzwa kweMakanzura kwaRusape  Audio Clip Available
Zvimwe Zvikoro Zvobhadharwa neMari yeKunze kweNyika  Audio Clip Available
Vana Chiremba Votaura Pamusoro peVanhu Vari Kufa neNzara  Audio Clip Available
VaMbeki Votarisirwa muZimbabwe Kuzomutsiridza Nhaurirano  Audio Clip Available
Varairidzi Voronga Kuramwa Mabasa Panovhurwa Zvikoro  Audio Clip Available
Vanorarama neHIV/AIDS Voramba Vachiyaura  Audio Clip Available
Hurumende Inoudza Masangano Anobatsira Kuti Anyorese  Audio Clip Available
Nhaurirano Pakati peMDC neZanu-PF Dzinotangazve  Audio Clip Available
VaMugabe Voshorwa Panyaya dzeNhaurirano  Audio Clip Available
Salamao: SADC Haina Kupa VaMugabe Masimba eKudoma Makurukota  Audio Clip Available
VaGono Voshorwa neNyanzvi Munyaya dzeHupfumi  Audio Clip Available
Zanu PF Yokonzerazve Mhirizhonga muHarare  Audio Clip Available
Nyanzvi Dzozeya Kusarudzwa kwaVaObama  Audio Clip Available
VaMugabe Voronga Kuumba Hurumende Isina MDC Mukati  Audio Clip Available
Ambassador McGee: Zimbabwe Yofa neNzara Chikafu Chakazara Munyika  Audio Clip Available
Nyanzvi Dzotaura Zvingadzidzwe neZimbabwe kuDemocratic National Convention  Audio Clip Available
VaMugabe Vosveeredzwa Pakuvhurwa kweParamende  Audio Clip Available
Kuipa Kwaita Zvinhu Munyika Kobaya Zvikuru Varwere  Audio Clip Available
Paramende Inovharwa Ichibva Yavharwa Kusvika Muna Gumiguru  Audio Clip Available
MDC Yobata Matomu Mudare reParamende  Audio Clip Available
Zvaitika Muparamende Zvoratidza Bato Rinofarirwa  Audio Clip Available
Musangano weDemocratic Party Unotanga muDenver  Audio Clip Available
Nhengo yeMDC Inosungwa Iri  Muparamende  Audio Clip Available
Matutu: Zanu PF Yoronga Kutadzisa MDC Kutungamira Muparamende  Audio Clip Available