VOICE OF AMERICA Shona

Mavara Chete
Search

VaMatombo naVaChibebe Voramba Vari muHusungwa


09/05/2008
Hurukuro naVaCharles Kwaramba - Download (MP3) audio clip
Hurukuro naVaCharles Kwaramba - Teererai (MP3) audio clip

Magweta emutungamiri weZCTU, VaLovemore Matombo, pamwe nemunyori wesangano iri, VaWellington Chibebe, vakwidza nyaya yekusungwa kwevaviri ava kumatare edzimhosva epamusoro.

Magweta aya ari kuda kuti nyaya yavari kupomerwa ipinde mudare nechimbichimbi, kana kuti vaburitswe muhusungwa. VaMatombo naVaChibebe vakasungwa neChina zviri pamutemo vachipomerwa mhosva yekutaura manyepo pazuva rekucherechedza zuva revashandi. 

Ukuwo mupepeti wenhau we The Standard, VaDavidson Maruziva, avo vakasungwa neChina vachipomwerwa mhosva yekuburitsa manyepo, vapihwa mukana wekubvisa mari yechibatiso inoita mabhiriyoni gumi emadhora.

Vanziwo vadzoke kudare musi wa 23 Chivabvu.

Ukuwo gweta remutori wenhau anoshanda akazvimirira, VaFrank Chikowore, VaHarrison Nkomo, avo vari kupomerwa mhsova yekunyomba VaMugabe, vapihwawo mukana wekubvisa mari yechibatiso, kuitira kuti vatongwe vachibva kumba kwavo.

Patience Rusere weStudio Seven aita hurukuro negweta raVaChibebe naVaMatombo, VaCharles Kwaramba, kuti tinzwe kuti seyi vaendesa nyaya yavo kumatare edzimhosva makuru.

Dzimwe Nhau Kubva kuStudio 7...

emailme.gif Tumira Nyaya Iyi Netsambambozha
printerfriendly.gif Mamiriro Azvinoita Zvadhindwa

  Nyaya Huru Yanhasi
VaTsvangirai Voramba Vakatsika Madziro  Audio Clip Available

  Dzimwe Nhau Dze Studio7
Chirwere che Cholera Chopararira muChitungwiza  Audio Clip Available
VaMwanawasa Vanovigwa Zvine Chiremera muZambia  Audio Clip Available
Varairidzi Vanoti Vakatanga neChipiri Kuramwa Mabasa  Audio Clip Available
Masangano Ozeya Zvinoreva Mutemo Mutsva  Audio Clip Available
Veruzhinji Voomerwa neHupenyu Sezvo Nyika Yaparara  Audio Clip Available
AU: Nhaurirano Ngadzipetwe, Masimba Ogovanwa Nemazvo  Audio Clip Available
Hurumende Yovhiringidza Kugadzwa kweMakanzura kwaRusape  Audio Clip Available
Zvimwe Zvikoro Zvobhadharwa neMari yeKunze kweNyika  Audio Clip Available
Vana Chiremba Votaura Pamusoro peVanhu Vari Kufa neNzara  Audio Clip Available
VaMbeki Votarisirwa muZimbabwe Kuzomutsiridza Nhaurirano  Audio Clip Available
Varairidzi Voronga Kuramwa Mabasa Panovhurwa Zvikoro  Audio Clip Available
Vanorarama neHIV/AIDS Voramba Vachiyaura  Audio Clip Available
Hurumende Inoudza Masangano Anobatsira Kuti Anyorese  Audio Clip Available
Nhaurirano Pakati peMDC neZanu-PF Dzinotangazve  Audio Clip Available
VaMugabe Voshorwa Panyaya dzeNhaurirano  Audio Clip Available
Salamao: SADC Haina Kupa VaMugabe Masimba eKudoma Makurukota  Audio Clip Available
VaGono Voshorwa neNyanzvi Munyaya dzeHupfumi  Audio Clip Available
Zanu PF Yokonzerazve Mhirizhonga muHarare  Audio Clip Available
Nyanzvi Dzozeya Kusarudzwa kwaVaObama  Audio Clip Available
VaMugabe Voronga Kuumba Hurumende Isina MDC Mukati  Audio Clip Available
Ambassador McGee: Zimbabwe Yofa neNzara Chikafu Chakazara Munyika  Audio Clip Available
Nyanzvi Dzotaura Zvingadzidzwe neZimbabwe kuDemocratic National Convention  Audio Clip Available
VaMugabe Vosveeredzwa Pakuvhurwa kweParamende  Audio Clip Available
Kuipa Kwaita Zvinhu Munyika Kobaya Zvikuru Varwere  Audio Clip Available
Paramende Inovharwa Ichibva Yavharwa Kusvika Muna Gumiguru  Audio Clip Available
MDC Yobata Matomu Mudare reParamende  Audio Clip Available
Zvaitika Muparamende Zvoratidza Bato Rinofarirwa  Audio Clip Available
Musangano weDemocratic Party Unotanga muDenver  Audio Clip Available
Nhengo yeMDC Inosungwa Iri  Muparamende  Audio Clip Available
Matutu: Zanu PF Yoronga Kutadzisa MDC Kutungamira Muparamende  Audio Clip Available