VOICE OF AMERICA Shona

Mavara Chete
Search

UN Yoshushikana neMhirizhonga Iri Munyika


13/05/2008
Nyaya Ina Irwin Chifera - Download (Real) audio clip
Nyaya Ina Irwin Chifera - Teererai (Real) audio clip

Sangano reUnited Nations rinoti riri kunetsekana zvikuru nemhirizhonga iri kuitika munyika. Vachitaura nevatori venhau muHarare, mumiriri weU-N muZimbabwe, VaAugustinho Zacharias, vati hurumende inofanirwa kuona kuti yamisa mhirizhonga, iyo iri kuvhiringa kufambiswa kwezvirongwa zvesangano iri zvakawanda.

Vatiwo mamwe masangano ari pasi peUnited Nations ari kunetseka zvikuru nepamusana pemhirizhonga iyi. Sekutaura kuri kuita mutori wedu wenhau, Irwin Chifera, VaZacharias vakurudzira vose vari kukonzera mhirizhonga kuti vamise kuita izvi.

Dzimwe Nhau Kubva kuStudio7...

emailme.gif Tumira Nyaya Iyi Netsambambozha
printerfriendly.gif Mamiriro Azvinoita Zvadhindwa

  Nyaya Huru Yanhasi


  Dzimwe Nhau Dze Studio7