VOICE OF AMERICA Shona

Mavara Chete
Search

Hurumende Yobisa Mutero paChikafu Chinotengwa Kunze Kwenyika


14/05/2008
Hurukuro naVaDennis Nikisi - Download (MP3) audio clip
Hurukuro naVaDennis Nikisi - Teererai (MP3) audio clip

Kutanga neMuvhuro, hurumende haichabvisisi vanhu mitero yechikafu chavanenge vatengwa kunze kwenyika vachida kuchishandisa mudzimba dzavo.

Izvi zvichaitika kwemwedzi mitatu inotevera. Bepanhau reHerald rinoti gurukota rezvekuburitswa kwemashoko, VaSikhanyiso Ndlovu, vakati chikafu chakaita semafuta ekubikisa, mupunga, sipo, flour, majarini, mushonga wekugezesa mazino, pamwe nemafuta ekuzora, zvichange zvisingabatirwe mutero uyu.

VaDennis Nikisi ndivo mutungamiri we Graduate School of Management pa University of Zimbabwe.

Patience Rusere weStudio Seven aita hurukuro naVaNikisi kuti tinzwe mafungiro avo pane zvaitwa nehurumende.

Dzimwe Nhau Kubva kuStudio 7...

emailme.gif Tumira Nyaya Iyi Netsambambozha
printerfriendly.gif Mamiriro Azvinoita Zvadhindwa

  Nyaya Huru Yanhasi