VOICE OF AMERICA Shona

Mavara Chete
Search

America Yonetsana neZimbabwe paNyaya yeMhirizhonga


14/05/2008
Hurukuro naVaJames McGee - Download (MP3) audio clip
Hurukuro naVaJames McGee - Teererai (MP3) audio clip
Hurukuro naVaJames McGee - Download (MP3) audio clip
Hurukuro naVaJames McGee - Teererai (MP3) audio clip

Paita ropa rakaipa pakati peZimbabwe neAmerica mushure mekunge mumiriri weAmerica muZimbabwe, Ambassador James McGee, vanetsana nemapurisa neChipiri, apo vakaenda kunoona kushungurudzwa kuri kuitwa vanhu kumaruwa eMashonaland Central.

Mapurisa akamboedza kurambidza VaMcGee kuona vanhu vari kurapwa vari pa Howard Mission Hospital.

Hurumende inoti VaMcGee vari kutyora mutemo, sezvo vari kufamba munzvimbo dziri kunze kweguta vasina kuudza hurumende.

Asi VaMcGee vaudza Studio 7 kuti havana mhaka yavakapara, asi kuti VaMugabe mbune ndivo vakatovakurudzira kupinda mumaruwa vachinozvionera voga kuti munyika makaita sei, kwete kuita zvekuudzwa navamwe.

VaMcGee vaenderera mberi vakati mamiriro akaita zvinhu munyika, haakodzeri kuti paitwe sarudzo dzakachena.

VaMcGee vakurudzirawo SADC kuti ipindire pane zviri kuitika muZimbabwe, kuitira kuti idzore hurumende yaVaMugabe iyo iri kukonzera mhirizhonga.Studio7 haina kukwanisa kutaura nehurumende pamusoro pemashoko aVaMcGee.

Dzimwe Nhau Kubva kuStudio 7...

emailme.gif Tumira Nyaya Iyi Netsambambozha
printerfriendly.gif Mamiriro Azvinoita Zvadhindwa

  Nyaya Huru Yanhasi
VaMugabe, VaTsvangirai naVaMutambara Vokoka VaMbeki Kuzoyananisa  Audio Clip Available  Video clip available

  Dzimwe Nhau Dze Studio7
VaTsvangirai Vanoti Vambomisa Nhaurirano neZanu-PF Kusvika VaMbeki Vapindira  Audio Clip Available
Inflation Inosvika pa231m% Muna Chikunguru  Audio Clip Available
Veruzhinji Vanoti MDC Ngaibude muNhaurirano  Audio Clip Available
Nhaurirano dzeZanu-PF neMDC Dzinotadza Zvakare Kubudirira  Audio Clip Available
United Nations Yotsvagira Zimbabwe Mari yeKutenga Chikafu  Audio Clip Available
Bvunzo dzeGrade 7 Dzinotadza Kunyorwa  Audio Clip Available
Zvimwe Zvitoro Zvotengesa neMari yeKunze  Audio Clip Available
Nhaurirano dzeMDC neZanu-PF Dzinotadzazve Kubudirira  Audio Clip Available
Mabhanga Onzi Haachina Mari  Audio Clip Available
Nzara Yoruma Munyika  Audio Clip Available
Kusawirirana kwaVaTsvangirai naVaMugabe Koramba Kupera  Audio Clip Available
Zuva reUN Habitat Rocherechedzwa Pasi Rose  Audio Clip Available
Sangano reC-Safe Rinoti Huwandu hweVanhu Vanoda Chikafu Huchakwira  Audio Clip Available
The Centre Yotsvaga Nzira dzeKubatsira Vanorarama neHIV/AIDS  Audio Clip Available
CHRA Yotyira Kupararira kweZvirwere Zvinokonzerwa neMvura  Audio Clip Available
VaMbeki Vanobvuma Kuramba Vari Mutongi Gava paGakava remuZimbabwe  Audio Clip Available
Nhaurirano Dzoitirwa paNharembozha neChina?  Audio Clip Available
Nyanzvi Dzopesana paNyaya yeInflation  Audio Clip Available
Nyaya yeKushomeka kweMari Yonetsa Zvikuru  Audio Clip Available
Meya weMasvingo Vanoramba Zvavari Kupomerwa  Audio Clip Available
SADC Inokumbira VaMbeki Kuti Varambe Vari Mutongi Gava paNyaya yeZimbabwe  Audio Clip Available
VaChombo Voramba Vachikanda Nhengo dzeZanu PF muMakanzuru  Audio Clip Available
Ngirande: Vanhu Vanoda Chikafu Vawandisa.  Audio Clip Available
VaTsvangirai naVaMugabe Vanotadza Kuwirirana paNyaya yeMakurukota  Audio Clip Available
Chikafu Choramba Chichinetsa Kuwana Munyika  Audio Clip Available
MDC Inoti VaChombo Vari Kuvhiringidza Mabasa eMakanzuru  Audio Clip Available
Vanhu Votadza Kutora Mari muMabhanga
VaMugabe Vanoti Hurumende yeMubatanidzwa Ichaumbwa Mukupera kweSvondo  Audio Clip Available
Chibvumirano Chorasisa Vatsvagi veHupoteri muSouth Africa  Audio Clip Available
RBZ Inowedzera Mari Inotorwa muBhanga paZuva, ZCTU Inosendeka Kuratidzira  Audio Clip Available
VaMugabe Vokurudzira Kubvisirwa Zvirango Zvavakatemerwa  Audio Clip Available
Kusiya Basa kwaVaMbeki Kotyirwa Kanganisa Nhaurirano  Audio Clip Available
RBZ Inopamhidzira Mari Inotorwa muBhanga paZuva  Audio Clip Available
MDC Inopokana naVaMugabe Panyaya yeDare reMakurukota  Audio Clip Available
ZCTU Inotarira R-B-Z Mazuva eKuti Igadzirise Nyaya dzeMari  Audio Clip Available
European Union Inopa Zimbabwe Mari yeRubatsiro  Audio Clip Available
America Inoti Ichatemera VaMugabe Zvirango Vakasabata  Chibvumirano neNzira Kwayo  Audio Clip Available
Mhirizhinga  Inoitika muMbare Mapurisa Akapeta Zvawo Maoko  Audio Clip Available
Chirwere cheManyoka Chopararira Munyika  Audio Clip Available
Nyika Ingangoshaya Chikafu Kutanga kwaMbudzi  Audio Clip Available
VaZuma Voudza Vanhu Kuti Vabate Hana Dzavo  Audio Clip Available