VOICE OF AMERICA Shona

Mavara Chete
Search

VaMajongwe Vasungwa neMapurisa muHarare


15/05/2008
Hurukuro naVaRaymond Majongwe - Download (MP3) audio clip
Hurukuro naVaRaymond Majongwe - Teererai (MP3) audio clip

Munyori mukuru weProgressive Teachers Union of Zimbabwe, VaRaymond Majongwe, vasungwa nemapurisa neChina vachipomerwa mhosva yekutaura mashoko asiri kufarirwa nehurumende pamusoro pekurohwa nekupondwa kuri kuitwa varairidzi. VaMajongwe vanoti vanziwo vaburitse kwavakawana humbowo wemashoko avari kuburitsa mudzinhepfenyuro, pamwe nemapepanhau

Studio 7 haina kukwanisa kunzwa divi remapurisa panyaya iyi.

Patience Rusere weStudio Seven akwanisa kutaura naVaMajongwe, kunyange hazvo vanga vari muhusungwa vari paHarare Central Police Station.

Dzimwe Nhau Kubva kuStudio7... 

emailme.gif Tumira Nyaya Iyi Netsambambozha
printerfriendly.gif Mamiriro Azvinoita Zvadhindwa

  Nyaya Huru Yanhasi