VOICE OF AMERICA Shona

Mavara Chete
Search

Chikoro cheChaona Chinovharwa Zvichitevera Mhirizhonga kuChiweshe


15/05/2008
Nyaya Ina Slyvia Manika - Download (MP3) audio clip
Nyaya Ina Slyvia Manika - Teererai (MP3) audio clip

Vadzidzisi vatanhatu vepaChaona Primary School kuChiweshe, vari kurapwa vari paHoward Mission Hospital, zvichitevera kurohwa kwavakaitwa nevatsigiri veZanu PF svondo rapera.

Varairidzi ava vanosanganisira varume vana pamwe nevanhukadzi vaviri. Sekutaura kuri kuita mutori wedu wenhau, Slyvia Manika, varairidzi ava vanoti vava kutya kudzokera kunodzidzisa pachikoro ichi.

Nepamusana pemhirizhonga iyi, vana vepachikoro ichi havasi kudzidza, sezvo pasina vadzidzisi.Studio7 haina kukwanisa kunzwa kubazi rezve dzidzo, pamusoro pematanho ariri kutora, tichatarisa mamiriro aita zvinhu muzvikoro zvizhinji.

Dzimwe Nhau Kubva kuStudio7 ...

emailme.gif Tumira Nyaya Iyi Netsambambozha
printerfriendly.gif Mamiriro Azvinoita Zvadhindwa

  Nyaya Huru Yanhasi


  Dzimwe Nhau Dze Studio7