VOICE OF AMERICA Shona

Mavara Chete
Search

ICG Yokurudzira Hurumende yeMubatanidzwa Inotungamirwa  naVaTsvangirai


21/05/2008
Hurukuro maVaSydney Masamvu - Download (MP3) audio clip
Hurukuro maVaSydney Masamvu - Teererai (MP3) audio clip

Sangano reInternational Crisis Group rinoti vatungamiri vemuAfrica nevekunze kweAfrica vanofanirwa kubatsira Zimbabwe kuti iumbe hurumende yemubatanidzwa yeZimbabwe inenge ichitungamirwa naVaMorgan Tsvangirai.

Sangano iri rinoti harioni vakuru vemauto vachibvuma kuti VaTsvangirai, avo vari kutarisirwa kukunda VaMugabe musarudzo yemwedzi unouya, vachitenderwa kuti vange vachitonga.

ICG inoti vatungamiri vemuAfrica vave pamudyandigere, vanofanirwa kuisa musoro pamwe chete, kuitira kuti vanyengetedze VaMugabe kuti vasiye VaTsvangirai vachiumba hurumende yemubatanidzwa.

Sangano iri rayambira kuti VaMugabe vakaramba vakabata matomu, hupfumi hwenyika hunoramba huchienda kumawere.

VaSydney Masamvu vanoongorora zvematongerwo enyika muICG kuchamhembe kweAfrica.

VaMasamvu vaudza mutori wenhau Blessing Zulu weStudio 7 kuti vamwe vakuru vemauto havasi kuzofa vakatendera VaTsvangirai kuti vatonge nyika.

Dzimwe Nhau Kubva kuStudio 7...

emailme.gif Tumira Nyaya Iyi Netsambambozha
printerfriendly.gif Mamiriro Azvinoita Zvadhindwa

  Nyaya Huru Yanhasi
VaMwanawasa Vanoshayikira kuFrance  Audio Clip Available

  Dzimwe Nhau Dze Studio7
Magweta  Anorwira Kodzero dzeVanhu Otaura Zvinofanirwa Kuitwa muNyika  Audio Clip Available
Mangange Pakati paVaMugabe naVaTsvangirai Otemesa  VaMbeki Musoro  Audio Clip Available
Zvirongwa Zvekubatsira Vanorarama neHIV/AIDS Zvovhiringidzwa  Audio Clip Available
Zimbabwe Yodadiswa naKirsty Coventry ku2008 Beijing Olympics  Audio Clip Available
Vanozviti Vakarwira Rusununguko Vonetsa kuBuhera  Audio Clip Available
Vatungamiri veSADC Vozeya Nyaya yeZimbabwe  Audio Clip Available
VaMbeki Vogwanda Zimbabwe seNjuga kuSADC
Mutungamiri weBotswana Oramba Kugara Patafura naVaMugabe  Audio Clip Available
Hurumende Yonetsa VaTsvangirai neVamwe Vavo  Audio Clip Available
SADC Yotaura Pamusoro peNhaurirano dzeMDC neZanu PF  Audio Clip Available
Zanu PF Yoramba Ichishungurudza MDC kuBuhera
VaMugabe Voratidzirwa neMugovera kuMusangano weSADC  Audio Clip Available
VaMbeki Vanoti Vane Chivimbo Kuti Nhaurirano Dzichafamba Zvakanaka  Audio Clip Available
Nhengo dzeMDC Dzichiri Kurapwa Maronda Akakonzerwa neMhirizhonga  Audio Clip Available
Masangano Akazvimirira Haasi Kufara neNhaurirano dzeMDC neZanu PF  Audio Clip Available
Va Mbeki Votura kuSADC  Zvavaita Pagakava Riri muZimbabwe  Audio Clip Available
VaMutambara Voudza Nyika Dzakabudirira Kuti Dzisiyane neZimbabwe  Audio Clip Available
Nhaurirano Dzoita Mutauro Pakati paVaMugabe naVaTsvangirai  Audio Clip Available
SADC Yokurudzirwa Kusakoka VaMugabe kuMusangano Wayo  Audio Clip Available