VOICE OF AMERICA Shona

Mavara Chete
Search

Zimbabwe Yodadiswa naKirsty Coventry ku2008 Beijing Olympics


16/08/2008
Hurukuro naGeorge Mupfuti - Download (MP3) audio clip
Hurukuro naGeorge Mupfuti - Teererai (MP3) audio clip

Shasha munyaya dzekutuhwina, Kirsty Coventry, awana menduro yegoridhe mangwanani eMugovera ku Beijing, China, uko kuri kuitirwa makwikwi e 2008 Olympics.

Kirsty abhaguja achiita manhendesure mumakwikwi evanhukadzi e 200 meters backstroke, akava munhu wekutanga kupedza mujaho uyu munguva inoita 0,85 seconds.

Izvi zvapa kuti Kirsty akunde anga ari shasha yepamusoro mumakwikwi aya, Margaret Hoelzer, weku America, uyo atora nzvimbo yechipiri mumakwikwi aya.

Reiko Nakamura weku Japan, ndiye atora nzvimbo yechitatu. Kirsty akawanawo menduru nhatu dze silver kumakwikwi e 2008 Beijing Olympics.

Pari zvino Kirsty ava nemenduru ina dzaawana kumakwikwi aya. Mumakwikwi e Athens Olympics, Kirsty akawana menduru imwe chete yegoridhe, mendure imwe chete ye silver, uye menduru yebronze. Izvi zvinoreva kuti Kirsty ava nemendura nomwe dzaawana mumakwikwi e Olympics, mbiri dzegoridhe, ina dze silver, ne bronze imwe chete. 

Kirsty akaberekerwa muHarare muna 1983, akadzidza paDominican Convent High School. Muna 2000, Kirsty akapihwa chiremera cha Sports Woman of the Year.

Patience Rusere weStudio7 abata mutori wedu wenhau dzemitambo, George Mupfuti, kuti tinzwe kuti vanhu vari kutambira seyi zvaitwa na Kirsty

 

Dzimwe Nhau Kubva kuStudio 7...

 

emailme.gif Tumira Nyaya Iyi Netsambambozha
printerfriendly.gif Mamiriro Azvinoita Zvadhindwa

  Nyaya Huru Yanhasi
VaMbeki Voyedza Zvakare Kuyananisa Zanu PF neMDC?  Audio Clip Available

  Dzimwe Nhau Dze Studio7
Zvinhu Zvoita Manyama Amire neRongo muNyaya dzeHutano  Audio Clip Available
Magweta eMDC Oronga Kusungisa VaMohadi  Audio Clip Available
MDC neZanu-PF Dzotatsuranazve Panyaya yeDare reMakurukota  Audio Clip Available
Mapurisa Anorova Vashandi vemuZvipatara Vanga Vachiratidzira  Audio Clip Available
Machechi Oshora SADC Iyo Yakatadza Kupedza Gakava Riri muZimbabwe  Audio Clip Available
CPJ Yoshora Kushungurudzwa kweGweta Rinomirira Vatori veNhau  Audio Clip Available
VaTsvangirai Votsvagira Nyika Rubatsiro rweChikafu kuEuropean Union  Audio Clip Available
Chirwere che Cholera Chopararira Zvinotyisa Hurumende Yakatarisa  Audio Clip Available
Nzara Yoruma Vanhu Vakawanda Munyika  Audio Clip Available
MDC National Council Inoti Kwete kuHurumende yeMubatanidzwa  Audio Clip Available
VaKofi Annan Vonanga KuZimbabwe Svondo Rinouya  Audio Clip Available
Dzimwe Nhengo dzeZapu Dzosiya VaMugabe neZanu PF Yavo  Audio Clip Available
MDC Inoti Haisi Kupinda muHurumende yeMubatanidzwa  Audio Clip Available
Nyanzvi Dzozeya Kusawirirana kwaVaTsvangirai naVaMugabe  Audio Clip Available
Cholera Yotora Hupenyu hweVanhu Vakawanda, Hurumende Yakatarisa  Audio Clip Available
MDC Inomira naVaTsvangirai, VaMugabe Vogadza Vega Makurukota  Audio Clip Available
Zvinhu Zvinokwira Zvakanyanya Mitengo Yazvo Svondo Rino  Audio Clip Available
Mapurisa Anotadza Kuunza Nhengo dzeMDC kuDare reDzimhosva  Audio Clip Available
MDC Inoti Manyepo eZanu PF Kuti Inoda Kupidigura Hurumende  Audio Clip Available
Mapurisa Anosunga, Uye Kurova Nhengo dzeNCA Dzichiratidzira  Audio Clip Available
WFP Yoderedza Chikafu Chichapihwa Vanhu Mwedzi waMbudzi  Audio Clip Available
VaTsvangirai Vanoramba Kutambira Chisungo cheSADC  Audio Clip Available
Global Fund Inopa Zimbabwe US$169m  Audio Clip Available
Vanhu Vaviri Vanofa neNzara kuBinga  Audio Clip Available
SADC Yosangana neSvondo Kuti Izeye Zimbabwe neDRC  Audio Clip Available