VOICE OF AMERICA Shona

Mavara Chete
Search

Masangano Ozeya Zvinoreva Mutemo Mutsva


03/09/2008
Hurukuro naReverend Forbes Matonga - Download (MP3) audio clip
Hurukuro naReverend Forbes Matonga - Teererai (MP3) audio clip
Hurukuro naIshe Edison Chihota - Download (MP3) audio clip
Hurukuro naIshe Edison Chihota - Teererai (MP3) audio clip

Masangano akazvimirira oga anobatsira vanhu nezvekudya nezvimwe zvakadaro ari mushishi kuita misangano yekuzeya kuti votambira here mutemo mutsva wakadzikwa nehurumende wekuti masangano aya anofanirwa kunyoresa nehurumende musi wa 30 Gunyana usati wasvika, kana achida kuramba achibatsira vanhu munyika.

sangano reNANGO rinoti hurumende yakati masangano aya anofanirwa kunyora ma“monitoring and evaluation” forms anoratidza pachena mashandisiro avo emari pamwe nemashandiro avo. Nango inoti zviri kuitwa nehurumende chiratidzo chekuti haisati yapa mvumo kumasangano anobatsira vanhu sematauriro airi kuita.

Mutori wenhau weStudio7, Carole Gombakomba, aita hurukuro naReverend Forbes Matonga, National Director veChristian Care, avo vanoti kunyange hazvo vachiri mushishi yekugadzirisa vashandi nezvimwe zvakadaro, vave kutotanga mabasa ekupa vanhu rubatsiro rwezvekudya.

Carole Gombakomba aitawo zvakare hurukuro na Ishe Edson Chihota, nhengo yebhodhi reNANGO, pamwe ne Zimbabwe Human Rights NGO Forum, avo vanoti masangano anorwira kodzero dzevanhu haasi kufara nemutemo mutsva uyu, uyo uniti naivowo vanofanirwa kunyoresa zvimwe zvinodiwa nehurumende kuti vakwanise kushanda.


Dzimwe Nhau Kubva kuStudio7...

emailme.gif Tumira Nyaya Iyi Netsambambozha
printerfriendly.gif Mamiriro Azvinoita Zvadhindwa

  Nyaya Huru Yanhasi
VaMbeki Voyedza Zvakare Kuyananisa Zanu PF neMDC?  Audio Clip Available

  Dzimwe Nhau Dze Studio7
Zvinhu Zvoita Manyama Amire neRongo muNyaya dzeHutano  Audio Clip Available
Magweta eMDC Oronga Kusungisa VaMohadi  Audio Clip Available
MDC neZanu-PF Dzotatsuranazve Panyaya yeDare reMakurukota  Audio Clip Available
Mapurisa Anorova Vashandi vemuZvipatara Vanga Vachiratidzira  Audio Clip Available
Machechi Oshora SADC Iyo Yakatadza Kupedza Gakava Riri muZimbabwe  Audio Clip Available
CPJ Yoshora Kushungurudzwa kweGweta Rinomirira Vatori veNhau  Audio Clip Available
VaTsvangirai Votsvagira Nyika Rubatsiro rweChikafu kuEuropean Union  Audio Clip Available
Chirwere che Cholera Chopararira Zvinotyisa Hurumende Yakatarisa  Audio Clip Available
Nzara Yoruma Vanhu Vakawanda Munyika  Audio Clip Available
MDC National Council Inoti Kwete kuHurumende yeMubatanidzwa  Audio Clip Available
VaKofi Annan Vonanga KuZimbabwe Svondo Rinouya  Audio Clip Available
Dzimwe Nhengo dzeZapu Dzosiya VaMugabe neZanu PF Yavo  Audio Clip Available
MDC Inoti Haisi Kupinda muHurumende yeMubatanidzwa  Audio Clip Available
Nyanzvi Dzozeya Kusawirirana kwaVaTsvangirai naVaMugabe  Audio Clip Available
Cholera Yotora Hupenyu hweVanhu Vakawanda, Hurumende Yakatarisa  Audio Clip Available
MDC Inomira naVaTsvangirai, VaMugabe Vogadza Vega Makurukota  Audio Clip Available
Zvinhu Zvinokwira Zvakanyanya Mitengo Yazvo Svondo Rino  Audio Clip Available
Mapurisa Anotadza Kuunza Nhengo dzeMDC kuDare reDzimhosva  Audio Clip Available
MDC Inoti Manyepo eZanu PF Kuti Inoda Kupidigura Hurumende  Audio Clip Available
Mapurisa Anosunga, Uye Kurova Nhengo dzeNCA Dzichiratidzira  Audio Clip Available
WFP Yoderedza Chikafu Chichapihwa Vanhu Mwedzi waMbudzi  Audio Clip Available
VaTsvangirai Vanoramba Kutambira Chisungo cheSADC  Audio Clip Available
Global Fund Inopa Zimbabwe US$169m  Audio Clip Available
Vanhu Vaviri Vanofa neNzara kuBinga  Audio Clip Available
SADC Yosangana neSvondo Kuti Izeye Zimbabwe neDRC  Audio Clip Available