VOICE OF AMERICA Shona

Mavara Chete
Search

Veruzhinji Voomerwa neHupenyu Sezvo Nyika Yaparara


03/09/2008
Hurukuro naVaLuxon Zembe - Download (MP3) audio clip
Hurukuro naVaLuxon Zembe - Teererai (MP3) audio clip

Mitengo yezvinhu iri kuramba ichikwira, zuva nezuva, zvichitevera kuparara kuri kuita hupfumi hwenyika. Vanhu vakawanda vanoti vava kutadza kurarama nemari dzavanotambira kumabasa. Mari yekuti munhu abve muguta achienda kuKuwadzana nemakombi, yava mazana maviri emadhora, kubva pazana nemakumi mashanu emadhora aibhadharwa neChipiri

Zvinonzi vamwe vanhu vava kutengesa zvimwe zvinhu zvakaita sehupfu nechingwa nemari yekunze, izvo zviri kupa kuti vanhu vatsvage mari yekunze nemaziso matsvuku.

Dhora reku America rinonzi rava kutengwa pamukoto nemari iri pakati pezviuru zviviri nemazana mashanu emadhora nezviuru zvitanu zvemadhora. 

Zvikoro zvizhinji zvinonzi zvakakwidza mari yedzidzo, izvo zviri kuomera veruzhinji. VaLuxon zembe inyanzvi munyaya dzehupfumi, uye vaimbove mutungamiri weZimbabwe National Chamber of Commerce.

Patience Rusere weStudio7 aita hurukuro naVaZembe kuti tinzwe maomero aita zvinhu munyika, uye kuti vanhu vari kurarama seyi.

 

Dzimwe Nhau Kubva kuStudio 7...

 

emailme.gif Tumira Nyaya Iyi Netsambambozha
printerfriendly.gif Mamiriro Azvinoita Zvadhindwa

  Nyaya Huru Yanhasi
VaMbeki Voyedza Zvakare Kuyananisa Zanu PF neMDC?  Audio Clip Available

  Dzimwe Nhau Dze Studio7
Zvinhu Zvoita Manyama Amire neRongo muNyaya dzeHutano  Audio Clip Available
Magweta eMDC Oronga Kusungisa VaMohadi  Audio Clip Available
MDC neZanu-PF Dzotatsuranazve Panyaya yeDare reMakurukota  Audio Clip Available
Mapurisa Anorova Vashandi vemuZvipatara Vanga Vachiratidzira  Audio Clip Available
Machechi Oshora SADC Iyo Yakatadza Kupedza Gakava Riri muZimbabwe  Audio Clip Available
CPJ Yoshora Kushungurudzwa kweGweta Rinomirira Vatori veNhau  Audio Clip Available
VaTsvangirai Votsvagira Nyika Rubatsiro rweChikafu kuEuropean Union  Audio Clip Available
Chirwere che Cholera Chopararira Zvinotyisa Hurumende Yakatarisa  Audio Clip Available
Nzara Yoruma Vanhu Vakawanda Munyika  Audio Clip Available
MDC National Council Inoti Kwete kuHurumende yeMubatanidzwa  Audio Clip Available
VaKofi Annan Vonanga KuZimbabwe Svondo Rinouya  Audio Clip Available
Dzimwe Nhengo dzeZapu Dzosiya VaMugabe neZanu PF Yavo  Audio Clip Available
MDC Inoti Haisi Kupinda muHurumende yeMubatanidzwa  Audio Clip Available
Nyanzvi Dzozeya Kusawirirana kwaVaTsvangirai naVaMugabe  Audio Clip Available
Cholera Yotora Hupenyu hweVanhu Vakawanda, Hurumende Yakatarisa  Audio Clip Available
MDC Inomira naVaTsvangirai, VaMugabe Vogadza Vega Makurukota  Audio Clip Available
Zvinhu Zvinokwira Zvakanyanya Mitengo Yazvo Svondo Rino  Audio Clip Available
Mapurisa Anotadza Kuunza Nhengo dzeMDC kuDare reDzimhosva  Audio Clip Available
MDC Inoti Manyepo eZanu PF Kuti Inoda Kupidigura Hurumende  Audio Clip Available
Mapurisa Anosunga, Uye Kurova Nhengo dzeNCA Dzichiratidzira  Audio Clip Available
WFP Yoderedza Chikafu Chichapihwa Vanhu Mwedzi waMbudzi  Audio Clip Available
VaTsvangirai Vanoramba Kutambira Chisungo cheSADC  Audio Clip Available
Global Fund Inopa Zimbabwe US$169m  Audio Clip Available
Vanhu Vaviri Vanofa neNzara kuBinga  Audio Clip Available
SADC Yosangana neSvondo Kuti Izeye Zimbabwe neDRC  Audio Clip Available