Sangano iri rinoti vatambi vazhinji vari kuenda kunze kwenyika kunotambira zvimwe zvikwata, izvo zvinokwanisa kuvapa mari dziri nani.
Marvellous Mhlanga Nyahuye weStudio7 aita hurukuro nemutungamiri weZimbabwe Rugby Union, va Themba Sibanda, kuti tinzwe nezve zvimhingamipinhi zvavari kutarisana nazvo.
