Mufananidzo UNAIDS
United Nations inoti masangano anobatsira ngaaunganidze mabhiriyoni makumi maviri nemana emadhora yekushandisa muzvirongwa zveHIV/AIDS
Nyaya Izere
|
Tererai
Nhengo yeMDC-T mudare reparamende inoti yava kutyisidzirwa danho rayo panyaya yemangoda ekwaMarange
Gurukota rezvemigodhi, VaObert Mpofu, vanoti Zimbabwe ichaenderera mberi nekutengesa mangoda ayo
VaMugabe vanonzi mumwe wevatungamiri vemuAfrica vanovenga vatori venhau
Bin Laden aizivikanwa nenyaya dzehugandanga pasi rose
Zimbabwe inofanirwa kutevedza zvinodiwa isati yatanga kutengesa mangoda ayo
Vaimbove mumiriri weAmerica muZimbabwe, VaChristopher Dell, vanoti Welshman Ncube munhu ane pfungwa dzisingavaki.
Isaacs akashayikira muLondon nechirwere chegomarara remumapapu
Musangano weAIDS International Conference unopinda muzuva rechina muVienna kuAustria
Asi nhengo yeZanu-PF, VaChindori Chininga, vanoti mangoda ekwaMarange ngaatengeswe kuitira kuti nyika irarame.