Musangano weATA unopera kuVictoria Falls mureza weZimbabwe uri mudenga
Nyaya Izere
|
Tererai
Vox Media imwe yemakambani akanyimwa marezenisi ekutepfenyura
Chirongwa ichi chiri kutarisirwa kushandura mamiriro enyaya dzedzidzo, uye kurarama kwevarairidzi, kana chikabudirira
Mitambo yeHIFA inoitwa kamwe chete pagore muHarare uko Mtukudzi achange achivaraidza vanhu neSvondo
Sentech inopihwa mwedzi mitatu kuti igadzirise dambudziko rekuwanisa vanhu masaisai pachena
EU yakatemera vakuru muZanu PF zvirango nepamusana pekutyora kodzero dzevanhu
Nhengo dzeApex Council dzinoti dzafara zvikuru nemusangano wavaita naVaTsvangirai
MDC inoti icharonga zvakare musangano wakadai
ZIFA inoti yakamisa vatambi makumi masere vane chekuita nekubhejerwa kwemitambo yenhabvu
VaChakaodza vanoshaya mushure mekurwara nechirwere chegomarara remudumbu