blank

About VOA | Tibateyi PaShona

Asia Zvawedzerwa muNhau Svondo, 12 Kukadzi 2012

Henrietta Rushwaya Anosungirwa Nyaya yeKutengesa Mitambo yeNhabvu

ZIFA inoti yakamisa vatambi makumi masere vane chekuita nekubhejerwa kwemitambo yenhabvu

Nyaya Izere

Zimbabwe Inocherechedza Zuva reWorld AIDS Day

United Nations inoti masangano anobatsira ngaaunganidze mabhiriyoni makumi maviri nemana emadhora yekushandisa muzvirongwa zveHIV/AIDS

Air Zimbabwe Yotengeswa kuKambani yekuChina?

Asi komiti yeparamende inoti Air Zimbabwe haisi kuzotengeswa yose

Kimberley Process Inopa Zimbabwe Mvumo Yekutengesa Mangoda ekwaMarange

Nhengo yeMDC-T mudare reparamende inoti yava kutyisidzirwa danho rayo panyaya yemangoda ekwaMarange

Shamhu yaVaKasukuwere Yosimudzirwa Makambani Asingavateereri

Hurumende inoti makambani asingaiti zvinodiwa nemutemo wekuendesa hupfumi kuvatema acharangwa

Blatter: Vane Chekuita neKubhejwa kweMitambo yeNhabvu kuAsia Ngavasungwe

Vamwe vatambi vebhora vakabvuma kuti vakapihwa mari yekutengesa mitambo

America Inotsamwiswa naVaYamba Vakati Zimbabwe Itengese Mangoda Ayo

Gurukota rezvemigodhi, VaObert Mpofu, vanoti Zimbabwe ichaenderera mberi nekutengesa mangoda ayo

Zimbabwe President Robert Mugabe, April 14, 2011

Vatori veNhau Vorangarira Zuva reWorld Press Freedom Miromo Yakavharwa neHurumende

VaMugabe vanonzi mumwe wevatungamiri vemuAfrica vanovenga vatori venhau

Osama bin Laden Anourayiwa neAmerica muPakistan

Bin Laden aizivikanwa nenyaya dzehugandanga pasi rose

Kanzuru yeHarare Yoisa Mamita eMvura eTanga Wabhadhara

Vagari vemuHarare vanoti kanzuru iri kuvabhadharisa mvura yavasina kushandisa

Ndebele Radio Shows

VOA 60 - Africa

To view this site, you need to have Flash Player 9.0.115 or later installed. Click here to get the latest Flash player.


email subscribtion newsletter