blank

About VOA | Tibateyi PaShona

Mari neHupfumi Zvawedzerwa muNhau Chishanu, 10 Kukadzi 2012 RSS Feeds RSS

Copac Inoti Vatori veNhau Vari Kuburitsa Manyepo

VaMwonzora vanoti Copac haisi kuzorasa zvakabva muvanhu mukunyorwa kwebumbiro idzva

Nyaya Izere | Tererai

Zvinhu Zvoita Manyama Amire neRongo Mumakanzuru

Kusashandira pamwe kwemakanzura nekupindira kwaVaChombo ndiko kuri kuvhiringa mashandiro emakanzuru

PSC: Hakuna Zvipoko muVashandi veHurumende

Ongororo yaComptroller and Auditor General yakaburitsa gwaro rinoti pane vashandi vari kubhadharwa mari vasiri pabasa

Zimbabwean President Robert Mugabe (R) and Prime Minister Morgan Tsvangirai arrive at a rally marking Zimbabwe's 31st independence anniversary celebrations in Harare, Zimbabwe, April 2011. (file photo)

Nyaya yeSarudzo Yotemesa Hurumende yeMubatanidzwa Musoro

Zanu PF inoramba kuva nechekuita patsamba yaVaTsvangirai yakazoguma yava kuThe Sunday Mail

VaMugabe naVaTsvangirai Vanoita Hurukuro Kekutanga Gore Rino

VaTsvangirai havasi kufara nemashandiro ari kuita VaMugabe muhurumende

VaTomana Votyisidzira Vatori veNhau neNyaya yaVaChihuri

VaTomana vanotiwo nguva yechibvumirano chehurumende yemubatanidzwa yakapfuura

‘Njuzu’ Dzotadzisa Mabasa Kuvakwa kweMadhamu

Vashandi vanoti vari kuona njuzu mumvura

Henrietta Rushwaya Anosungirwa Nyaya yeKutengesa Mitambo yeNhabvu

ZIFA inoti yakamisa vatambi makumi masere vane chekuita nekubhejerwa kwemitambo yenhabvu

Vanhu Chiuru neMazana Mashanu Vanobatwa neChirwere cheTyphoid muHarare

Vagari vemuHarare vanoti kanzuru yavo ndiyo iri kukonzeresa chirwere ichi

Ndebele Radio Shows

VOA 60 - Africa

To view this site, you need to have Flash Player 9.0.115 or later installed. Click here to get the latest Flash player.


email subscribtion newsletter