blank

About VOA | Tibateyi PaShona

Dzidzo Zvawedzerwa muNhau Muvhuro, 28 Chivabvu 2012 RSS Feeds RSS

ZESN Inoparura Chirongwa cheKudzidzisa Vanhu Sarudzo

Amai Rindai Chipfunde-Vava, vanoti dzidziso iyi yakananganawo nevechidiki vachavhota kekutanga

Nyaya Izere | Tererai
Zimbabwe’s Movement for Democratic Change members of parliament celebrate the victory of Lovemore Moyo

Paramende Inovhurwa Nhumwa dzeSouth Sudan Dzichitsvaga Rubatsiro

Zanu PF yoshandisa matare pakuvharidzira kuti mimwe mitemo isakurukurwe muparamende

Vanoshandisa Mishonga yeChivanhu Voita Zvidzo paUniversity of Zimbabwe

Zimbabwe inyika ine vanhu vanoremekedza mishonga yechivanhu

Hurumende Yovandudza Dzidzo muChirongwa cheMakore Mashanu

Chirongwa ichi chiri kutarisirwa kushandura mamiriro enyaya dzedzidzo, uye kurarama kwevarairidzi, kana chikabudirira

Vakawanda Vofarira HIFA neZvirongwa Zvayo muHarare

Mitambo yeHIFA inoitwa kamwe chete pagore muHarare uko Mtukudzi achange achivaraidza vanhu neSvondo

VaNdambakuwa Vanosungirwa Kusashandisa Zvakanaka Mari dzeBudiriro

VaMatibenga vanoti nhengo dzeparamende dzava kuongororwa mashandisiro adzakaita mari dzebudiriro

A woman  is attended to after suffering from a  suspected case of typhoid at a local hospital in Harare, January 31, 2012.

Guta reHarare Roita Muonera Pamwe Chirwere Chanetsa

Hurumende iri kushanda nemasangano akazvimirira mukurwisa chirwere che typhoid

Zimbabwe's Prime Minister Morgan Tsvangirai, (File).

VaTsvangirai Vanosangana neVamiriri veVashandi veHurumende

Nhengo dzeApex Council dzinoti dzafara zvikuru nemusangano wavaita naVaTsvangirai

Nyaya yaVaChihuri Younza Zinyekenyeke muHurumende yeMubatanidzwa

VaCharamba vanoti VaMugabe vakagadza VaChihuru semukurun wemapurisa

Ndebele Radio Shows

VOA 60 - Africa

To view this site, you need to have Flash Player 9.0.115 or later installed. Click here to get the latest Flash player.


email subscribtion newsletter