Mufananidzo AP
VaTsvangirai vanoti vanonetsekana nemhirizhonga ichiri kuitika
Nyaya Izere
Amai Rindai Chipfunde-Vava, vanoti dzidziso iyi yakananganawo nevechidiki vachavhota kekutanga
EU inoti Zimbabwe yaisa mudariro nyaya yekubviswa kwezvirango
VaKasukuwere vanoti vanhu havafanirwe kusingirwa kuwonga goridhe munzizi
VaMugabe vanoti matunhu akaita seMasvingo neMatabeleland anofanirwa kuva nehorongwa hwemvura hwakasimba
Zanu PF inoti vanyori vebumbiro idzva vari kutema vakarerekera divi rimwe
Asi bato iri rinoda kuti sarudzo dziitwe gore rinouya
MDC inoti BAZ inotungamirwa naVaMahoso haisi pamutemo
Musangano wepagore weZanu PF unotanga muBulawayo matunhu achitsigira VaMugabe
Munyori mukuru weZCTU, VaJaphet Moyo, vanoti havakwanisi kumiririra vashandi ava sezvo kumangoda kusingasvikike