blank

About VOA | Tibateyi PaShona

Chikafu neKurima Zvawedzerwa muNhau Muvhuro, 28 Chivabvu 2012 RSS Feeds RSS

Amai Pillay Vanoyambira VaMugabe Kusamhanyira Kuita Sarudzo

VaChinamasa vanoti Zimbabwe haiudzwe zvekuita nedzimwe nyika

Zimbabwe's Prime Minister Morgan Tsvangirai, (File).

VaTsvangirai Vonanga kuChina Kunokwezva veMabhizimisi

Vamwe vanoti vanhu vari kufamba naVaTsvangirai vawandisa

VaShamu Vanoti Mabhodhi eBAZ neZBC Achagara Aripo

ZBC inoti haizivi zviri kuitwa neMDC

Zimbabwe's President Robert Mugabe looks on during a rally marking Zimbabwe's 32nd independence anniversary celebrations in Harare, Zimbabwe, April 18, 2012.

VaMugabe Voshora Ngochani Pamberi peNhumwa yeKodzero muUN

VaMugabe vanoti ngochani dzinotyora kodzero dzemadzimai

UN High Commissioner for Human Rights Navi Pillay

Amai Pillay Vokurudzira VaMugabe Kuti Sarudzo Dziitwe Murunyararo

VaMugabe vanoudza Amai Pillay zviri kukonzera matambudziko muZimbabwe

Vashandi veNewZimsteel Voyaura Hurumende Ichinetsana neEssar

Gurukota rezvemaindasitiri, Va Welshman Ncube, vanoti zvinhu zviri mugwara kuNewZimSteel

Vechidiki Vanotsigira Zanu PF Pasi Rose Voita Musangano Mukuru muHarare

Vechidiki muZanu PF vanoti VaMugabe vachatonga kudzamara vafa

VaMzembi Vanosarudzwa kuVic Falls Kuva Mutungamiri Mutsva weATA

Musangano weATA unopera kuVictoria Falls mureza weZimbabwe uri mudenga

Zimbabwean President Robert Mugabe addresses supporters in Harare, July 20, 2011

VaMugabe Vobvutira Copac Bumbiro Riri Kunyorwa

Gurukota rezvebumbiro, VaEric Matinenga, vanoti pachine basa riri kuda kupedziswa

UN High Commissioner for Human Rights Navi Pillay

Amai Pillay Vanoita Hurukuro naVaTsvangirai

VaTsvangirai vanoti vanonetsekana nemhirizhonga ichiri kuitika

VaTsvangirai Vanoratidza VaMugabe Mudzimai Wavo Mutsva

Nyanzvi munyaya dzetsika nemagariro dzinotambira kuroora kwaVaTsvangirai pachivanhu

Hurumende Yoda Kuziva Vanochera Zvibhorani

Vagari vemuHarare vanoti dambudziko remvura rinofanirwa kugadziriswa zvachose

Masangano Akazvimirira kuMatabeleland Osimudzira Kuzvitonga kweMatunhu

Matunhu ari kuramba kuzvitonga kwematunhu anosanganisira Midlands,Mashonaland West, Mashonaland Central, neMashonaland East

Mbada Diamonds Yochema neZvirango Zvainoti Yakatemerwa

Mbada Diamonds inoti mangoda ayo ari kuitwa rusarura pamisika yemangoda nepamusana pezvirango

UN High Commissioner for Human Rights Navi Pillay

Nhumwa yeUnited Nations, Amai Navi Pillay, Voongorora Kodzero dzeVanhu muZimbabwe

Hurumende inoti Zimbabwe inoremekedza kodzero dzevanhu

Zimbabwe's President Robert Mugabe speaks during a visit to Mimosa Platinum mine about 400km (249 miles) south of the capital Harare, February 16, 2012.

VaMugabe Vanoti Hapana Kudzokera Shure paNyaya yeKuendesa Hupfumi kuVatema

Nyanzvi munyaya dzezve hupfumi dzinoti maitiro aVaMugabe ari kudzinga vanoda kudyara hupfumi muZimbabwe

VaDabengwa Vanoti Mauto Ngaasiye Nyaya dzeMatongerwo eNyika

VaDabengwa vanoda kuti matunhu azvitonge

VaBiti Vanoti Kambani yeAnjin Haisi Kuunza Mari kuBazi Ravo

Kambani yeAnjin inochera mangoda kwaMarange

Zanu PF Inoti Sarudzo Ngadziitwe Gore Rino

Asi gurukota rezvemari, VaTendai Biti, vanoti nyika haina mari yekuita sarudzo

VaMutambara Vanoti Hapana Sarudzo Dzinoitwa Zvinhu Zvisati Zvagadziriswa

Hurumende yemubatanidzwa inonzi iri kupera gore rinouya


Dzimwe Nhau

Ndebele Radio Shows

VOA 60 - Africa

To view this site, you need to have Flash Player 9.0.115 or later installed. Click here to get the latest Flash player.


email subscribtion newsletter