blank

About VOA | Tibateyi PaShona

Hutano Zvawedzerwa muNhau Muvhuro, 28 Chivabvu 2012 RSS Feeds RSS

Hurumende Yoda Kuziva Vanochera Zvibhorani

Vagari vemuHarare vanoti dambudziko remvura rinofanirwa kugadziriswa zvachose

Nyaya Izere | Tererai

Vagari vemuGlen Norah Vochenesa Guta Ravo

Harare Residents Trust inoti vagari vanofanirwa kuchenesa nzvimbo dzavagere kuitira kuti vave nehutano hwakanaka

VaKasukuwere Vanoti Havasi Kuzodzokera Shure neChirongwa Chekuendesa Hupfumi kuVatema

VaKasukuwere vanoti vanhu havafanirwe kusingirwa kuwonga goridhe munzizi

Vanoshandisa Mishonga yeChivanhu Voita Zvidzo paUniversity of Zimbabwe

Zimbabwe inyika ine vanhu vanoremekedza mishonga yechivanhu

Hurumende Yovandudza Dzidzo muChirongwa cheMakore Mashanu

Chirongwa ichi chiri kutarisirwa kushandura mamiriro enyaya dzedzidzo, uye kurarama kwevarairidzi, kana chikabudirira

VaMugabe Vanoviga VaNcube Vachipopota neZviri Kuitika Mubato Ravo

Vanhu vari kugara vakaburitsirana makano muZanu PF

Madzimai Akazvitakura Oramba Achifa Munguva yeKusununguka

Muzvare Khupe vanoti hurumende inofanirwa kugadzirisa dambudziko iri

VaTsvangirai Vokurudzira Kubatwa Zvakanaka kweVakwegura

Zimbabwe inofanirwa kuva nemitemo inochengetedza vakwegura

Zimbabwe President Robert Mugabe speaks at the 66th session of the United Nations General Assembly at U.N. headquarters, Sept. 22, 2011.

Zimbabwe Inocherechedza Zuva reKuwanisa Vanhu Mvura Yakachena Pasi Rose

VaMugabe vanoti matunhu akaita seMasvingo neMatabeleland anofanirwa kuva nehorongwa hwemvura hwakasimba

Nhengo dzeParamende Dzinoumba Sangano Rinorwisa HIV/AIDS

VaMugabe vakurudzira kuti vanhu vabude pachena munyaya dzechirwere cheshuramatongo

Ndebele Radio Shows

VOA 60 - Africa

To view this site, you need to have Flash Player 9.0.115 or later installed. Click here to get the latest Flash player.


email subscribtion newsletter