blank

About VOA | Tibateyi PaShona

Kodzero dzeVanhu Zvawedzerwa muNhau Muvhuro, 28 Chivabvu 2012 RSS Feeds RSS

Mufananidzo N/A

Zimbabwe Inonamatirwa muZuva reKucherechedza Africa

Zimbabwe inocheredza zuva reAfrica Day vatungamiri vayo vasipo

Nyaya Izere

Amai Pillay Vanoyambira VaMugabe Kusamhanyira Kuita Sarudzo

VaChinamasa vanoti Zimbabwe haiudzwe zvekuita nedzimwe nyika

Zimbabwe's Prime Minister Morgan Tsvangirai, (File).

VaTsvangirai Vonanga kuChina Kunokwezva veMabhizimisi

Vamwe vanoti vanhu vari kufamba naVaTsvangirai vawandisa

VaShamu Vanoti Mabhodhi eBAZ neZBC Achagara Aripo

ZBC inoti haizivi zviri kuitwa neMDC

Zimbabwe's President Robert Mugabe looks on during a rally marking Zimbabwe's 32nd independence anniversary celebrations in Harare, Zimbabwe, April 18, 2012.

VaMugabe Voshora Ngochani Pamberi peNhumwa yeKodzero muUN

VaMugabe vanoti ngochani dzinotyora kodzero dzemadzimai

UN High Commissioner for Human Rights Navi Pillay

Amai Pillay Vokurudzira VaMugabe Kuti Sarudzo Dziitwe Murunyararo

VaMugabe vanoudza Amai Pillay zviri kukonzera matambudziko muZimbabwe

Vashandi veNewZimsteel Voyaura Hurumende Ichinetsana neEssar

Gurukota rezvemaindasitiri, Va Welshman Ncube, vanoti zvinhu zviri mugwara kuNewZimSteel

Vechidiki Vanotsigira Zanu PF Pasi Rose Voita Musangano Mukuru muHarare

Vechidiki muZanu PF vanoti VaMugabe vachatonga kudzamara vafa

VaMzembi Vanosarudzwa kuVic Falls Kuva Mutungamiri Mutsva weATA

Musangano weATA unopera kuVictoria Falls mureza weZimbabwe uri mudenga

Zimbabwean President Robert Mugabe addresses supporters in Harare, July 20, 2011

VaMugabe Vobvutira Copac Bumbiro Riri Kunyorwa

Gurukota rezvebumbiro, VaEric Matinenga, vanoti pachine basa riri kuda kupedziswa

Ndebele Radio Shows

VOA 60 - Africa

To view this site, you need to have Flash Player 9.0.115 or later installed. Click here to get the latest Flash player.


email subscribtion newsletter