United Nations inoti masangano anobatsira ngaaunganidze mabhiriyoni makumi maviri nemana emadhora yekushandisa muzvirongwa zveHIV/AIDS
Nhengo yeMDC-T mudare reparamende inoti yava kutyisidzirwa danho rayo panyaya yemangoda ekwaMarange
Asi MDC inoti Zimbabwe inofanirwa kutambira zvido zvevanhu vemuLibya
Hurumende inoti makambani asingaiti zvinodiwa nemutemo wekuendesa hupfumi kuvatema acharangwa
Vamwe vanoti Zimbabwe yakakanganisa pakudzinga mumiriri weLibya munyika
Asi nyanzvi munyaya dzezvematongerwo enyika dzinoti Zimbabwe yakurumidza pakudzika mumiriri weLibya
Gurukota rezvemigodhi, VaObert Mpofu, vanoti Zimbabwe ichaenderera mberi nekutengesa mangoda ayo
VaMugabe vanonzi mumwe wevatungamiri vemuAfrica vanovenga vatori venhau
Bin Laden aizivikanwa nenyaya dzehugandanga pasi rose
Asi dzimwe nyika dzakaita seAmerica neEuropean Union dzinoti Zimbabwe ngaiongororwe pakutengesa mangoda ayo
Vanhu vanoti vari kushungurudzwa nehurumende
Zimbabwe inofanirwa kutevedza zvinodiwa isati yatanga kutengesa mangoda ayo
VaTsvangirai vanoti zviri kuitika kuEgypt zvinogona kuitikawo muZimbabwe
Zimbabwe yakapihwa mvumo neKimberley Process yekutengesa mangoda ekwaMarange
Zimbabwe inoti ine mvumo yekutengesa mangoda ayo
Vaimbove mumiriri weAmerica muZimbabwe, VaChristopher Dell, vanoti Welshman Ncube munhu ane pfungwa dzisingavaki.
Sangano reKP rinoti VaChikane vaive vasina mvumo yekuita zvavakaita.
Mamwe masangano akazvimirira anoda kuti KP isape Zimbabwe mvumo yekutengesa yoga mangoda sezvo kodzero dzevanhu dzichiri kutyorwa
Nyaya ye Zimbabwe ichataurwa nezvayo neChina panopera musangano uyu.
Gurukota rezvemigodhi rinoti hurumende ichatengesa mangoda ayo kana Kimberly Process ikainyima mvumo