blank

About VOA | Tibateyi PaShona

Mitambo Zvawedzerwa muNhau Muvhuro, 28 Chivabvu 2012 RSS Feeds RSS

Mauto Osimbaradza Hukama neZanu-PF neKupinza Basa veChidiki kuMaruwa?

Gurukota rezvekudzivirirwa kwenyika, VaEmmerson Mnangagwa, vakamboti vamisa kupinza mauto matsva basa

Nyaya Izere

Vakawanda Vofarira HIFA neZvirongwa Zvayo muHarare

Mitambo yeHIFA inoitwa kamwe chete pagore muHarare uko Mtukudzi achange achivaraidza vanhu neSvondo

Zimbabwe Yotarisana neChikafu Chishoma Gore Rino

Zimbabwe yotenga chibage kuZambia kwava kurimwa chibage nevarime vakabva muZimbabwe

EU Inopa Bazi reDzidzo Mamiriyoni Matanhatu eMadhora

VaColtart vanoti hurumende inofanirwa kuderedza nzendo dzekunze kuitira kuti mari iendeswe kuzvirongwa zvedzidzo

Zimbabwe's Prime Minister Morgan Tsvangirai, (File).

VaTsvangirai Vanosangana neVamiriri veVashandi veHurumende

Nhengo dzeApex Council dzinoti dzafara zvikuru nemusangano wavaita naVaTsvangirai

Henrietta Rushwaya Anosungirwa Nyaya yeKutengesa Mitambo yeNhabvu

ZIFA inoti yakamisa vatambi makumi masere vane chekuita nekubhejerwa kwemitambo yenhabvu

Vashandi veHurumende Vanoti Vacharamwa Zvakare Mabasa Svondo Rinouya

Vashandi vanoti havana kufara nekusauya kumusangano kwegurukota rezvevashandi vehurumende, Amai Lucia Matibenga

Zvikoro Zvovhurwa Zvinhu Zvisina Kumira Zvakanaka Muzvikoro

Sangano re Progressive Teachers Union of Zimbabwe rinoti nhengo dzaro hadzisi kuenda kunodzidzisa panovhurwa zvikoro.

Zimbabwe President Robert Mugabe speaks at the 66th session of the United Nations General Assembly at U.N. headquarters, Sept. 22, 2011.

Zanu-PF Yonetsana Vamwe Vachida Chigaro chaVaMugabe

Bato iri rava kutsvaga hutungamiri hutsva mumatunhu ose

Zvikoro Zvoda Kukwidza Mari Dzinobhadharwa neVabereki

VaColtart vanoti vabereki nezvikoro vanofanirwa kuwirirana

Ndebele Radio Shows

VOA 60 - Africa

To view this site, you need to have Flash Player 9.0.115 or later installed. Click here to get the latest Flash player.


email subscribtion newsletter