ICG inotiwo nyika dzakatemera Zanu PF zvirango ngadzibvise zvirango izvi kuitira kuti Zanu PF ivandudze zviri kuidiwa
Nyaya Izere
|
Tererai
VaChombo vanoti mameya ari kuda kushandisa mari dzemakanzuru kuenda kuAmerica
Air Zimbabwe ine zvikwereti zvinodarika zana nemakumi mana emamiriyoni emadhora
Mapurisa anoti ari kusunga motokari dziri kushanda zvisiri pamutemo
MDC inoti VaMugabe havana masimba ekuputsa paramende vega
Vafambi vochema chema nemari shoma yavari kudzoserwa neAir Zimbabwe
Vanhu vari kubatwa neHIV vari kudzikira muZimbabwe
United Nations inoti masangano anobatsira ngaaunganidze mabhiriyoni makumi maviri nemana emadhora yekushandisa muzvirongwa zveHIV/AIDS
Bebanhau reHerald rinoti VaTsvangirai vari kuda kuti NATO ipindire muZimbabwe sezvayakaita muLibya
VaMugabe vanoti bato ravo richanzwa kuchikwata chiri kuongorora vaivanyomba nerweseri