Accessibility links

Studio 7

Zanu-PF Yoita Musangano weKuzeya Nyaya yeSarudzo


Politiburo yebato reZanu-PF neChina iri kuita musangano wekuzeya nyaya yesarudzo dzemaprimary elections. Bato iri rapedza gore rose richinetsana nenyaya yekuti ndiyani achamirira bato iri musarudzo dziri kutarisirwa gore rino.

XS
SM
MD
LG